Pora → rekitengura, θ = 235°
Kona ye inonongedza mukwadhiranti yechitatu, saka mhinduro dzose dziri mbiri dzichava dzemainasi. Dzvanyai
ne
kuti muwane Rec, nyorai 5, dzvanyai
ne
, nyorai 235, mozoti
ne
. ndi X=−2.867882182, uye ndi Y=−4.095760221.