Kubatidza nekudzima
Hapana bhatani rekubatidza rakazvimirira. Kuti mubatidze karukureta, dzvanyai
. Kuti muidzime, dzvanyai
mozoti
; chinyorwa cheorenji chiri pamusoro pebhatani rekubatidza. Mukakanganwa, karukureta inozvidzima yoga mushure memaminitsi anenge 10 kubva pakadzvanywa bhatani rekupedzisira.